Jona 2:1-2
Jona 2:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kubva mudumbu rehove Jona akanyengetera kuna Jehovha Mwari wake. Akati: “Mudambudziko rangu ndakadana kuna Jehovha, iye akandipindura. Kubva mukati meguva ndakadanidzira kuti ndibatsirwe, uye imi makanzwa kuchema kwangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jona 2Jona 2:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Jona akanyengetera kuna Jehovha Mwari wake ari mudumbu rehove. Akati, “Ndakadana kuna Jehovha ndiri munhamo yangu, Akandipindura; Ndakadana ndiri mudumbu reSheori, Imi mukanzwa izwi rangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jona 2Jona 2:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jona akabva anamata kuna TENZI, Mwari wake ari mudumbu rehove macho achiti, “Ndakachema kuna TENZI ndiri munhamo yangu, iye akandipindura. Ndakachema ini ndiri mudumbu renzvimbo yavachakabvu, imi makanzwa izwi rangu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jona 2