Jona 1:6
Jona 1:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mukuru wavachairi akaenda kwaari akati, “Ungarare sei iwe? Muka udane kuna mwari wako! Zvimwe angatirangarira tikasaparara.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jona 1Jona 1:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo mwene wechikepe akauya kwaari, akati kwaari, “Nhai, iwe muvati, wakaita seiko? Simuka, dana kuna Mwari wako, zvimwe Mwari angatirangarira, tikasaparara.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jona 1Jona 1:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino mukuru mukuru wengarava iyoyo akasvika akamuti, “Zvinoreveiko, nhaiwe, mupfodori wehope? Muka unamatewo kuna mwari wako! Zvimwe mwari angatifungewo kuti tirege kuparara.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jona 1