Jobho 5:2
Jobho 5:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kutsamwa kunouraya benzi, uye godo rinouraya asina mano.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 5Jobho 5:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti kutsamwa kunouraya benzi, Uye shungu dzinoparadza asina zivo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 5Jobho 5:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuzvidya mwoyo kunouraya munhu kuya, kushatirwa kunouraya marema.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 5