Jobho 38:36
Jobho 38:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndianiko akaisa uchenjeri mumwoyo, kana kupa kunzwisisa kundangariro?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 38Jobho 38:36 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndianiko akaisa uchenjeri mukati mamakore matema? Kana ndianiko akapa nyeredzi njere?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 38Jobho 38:36 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndiani akaisa ungwaru mumakore kana kupa kunzwisisa kumhute?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 38