Jobho 36:22
Jobho 36:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Tarira, Mwari anosimudzirwa musimba rake. Ndianiko mudzidzisi akafanana naye?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 36Jobho 36:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tarirai, Mwari anoita zvinhu zvikuru nesimba rake; Ndianiko mudzidzisi wakafanana naye?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 36Jobho 36:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tarisai muone kuti Mwari, anokudzwa kwazvo pasimba rake. Ndiani mudzidzisi akaita saiye?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 36