Jobho 34:5-6
Jobho 34:5-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
“Nokuti Jobhu anoti ini handina mhaka asi Mwari ari kuramba kundiitira zvino ruenzaniso. Kutongwa kwangu ndekwenhema, ronda rangu haripori kunyange pasina chandakatadza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 34Jobho 34:5-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Jobho anoti, ‘Handina mhosva, asi Mwari anoramba kundiruramisira. Kunyange ndakarurama, ndinonzi ndiri murevi wenhema; kunyange ndisina mhaka, museve wake unobaya ronda risingarapiki.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 34Jobho 34:5-6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Jobho akati, ‘Ndakarurama, Asi Mwari akanditorera kururama kwangu; Kunyange ndakarurama hangu, ndinonzi ndine nhema; Pandakakuvadzwa hapangapori, kunyange ndisina kudarika.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 34