Jobho 3:24-26
Jobho 3:24-26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti mafemo anosvika kwandiri pachinzvimbo chezvokudya, kugomera kwangu kunodururwa semvura. Zvandaitya zvakandivinga; zvandaizeza zvaitika kwandiri. Handina rugare, handina runyararo; handina zororo, asi nhamo chete.”
Jobho 3:24-26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ndinogomera ndisati ndadya, Kuuura kwangu kunodururwa semvura. Nokuti chinhu chandaitya chandiwira, Nechandinozeza chandivinga. Handina mufaro, kana kunyarara, kana kuzorora; Asi njodzi inongosiuya.
Jobho 3:24-26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mafemo angu ndiwo atokunda chokudya changu. Kugomera kwangu kunoteurirwa pasi semvura. Nokuti chandinotya chacho, ndicho chinondiwana; chandinozeza ndicho chinondiwira. Handina kugadzikana mwoyo uye handina runyararo mumwoyo mangu, ndisati ndambozorora nhamho yauya.”
Jobho 3:24-26 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti ndinogomera ndisati ndadya, Kuʋuʋura kwaŋgu kunoɗururwa semvura. Nokuti cinhu candaitya candiwira, Necandinozeza candiʋiŋga. Handinamufaro, kana kunyarara, kana kuzorora; Asi njodzi inoŋgosiʋuya.
Jobho 3:24-26 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)