Jobho 3:1-3
Jobho 3:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Shure kwaizvozvo, Jobho akashamisa muromo wake ndokutuka zuva rokuberekwa kwake. Akati: “Zuva rokuberekwa kwangu ngariparare, uye nousiku hwakanzi, ‘Kwaberekwa mwanakomana!’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 3Jobho 3:1-3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Shure kwaizvozvo Jobho wakashamisa muromo wake, akatuka zuva rake. Jobho akapindura akati, “Zuva randakaberekwa naro ngarirove, Nousiku uhwo hwavakati, ‘Mwana womukomana agamuchirwa.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 3Jobho 3:1-3 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Mushure maizvozvo Jobhu akademba kuti dai zuva rake rokuberekwa risina kumbovepo. Jobhu akati: “Dai zuva randakaberekwa ratsakatika zvaro pamwe nousiku hwakanzi kwabatwa pamuviri mwana mukomana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 3Jobho 3:1-3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mushure maizvozvo Jobhu akademba kuti dai zuva rake rokuberekwa risina kumbovepo. Jobhu akati: “Dai zuva randakaberekwa ratsakatika zvaro pamwe nousiku hwakanzi kwabatwa pamuviri mwana mukomana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 3