Jobho 28:11
Jobho 28:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Anotsvakisisa panotangira nzizi uye anobudisa zvinhu zvakavanzika pachena.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 28Jobho 28:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Anodzivira nzizi dzemvura dzirege kudonha; Chinhu chakavanzika anochibudisa pachena.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 28Jobho 28:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Anoita madhamu kunotangira tukova kuitira kuti zvakavandika zvibude pachena.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 28