Jobho 20:4-5
Jobho 20:4-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Zvirokwazvo unoziva zvazvakanga zvakaita kubva kare, kubvira pakaiswa munhu panyika, kuti kufara kwavakaipa kupfupi, mufaro wavasina Mwari ndowenguva duku.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 20Jobho 20:4-5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Hauzivi here kuti kubva kare-kare, Kubva pakuiswa kwomunhu panyika, Kuti kufara kwavakaipa hakune nguva huru, Nomufaro wavasingadi Mwari kuti ndowechinguva?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 20Jobho 20:4-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Unoziva wani kuti kubvira pasi chigare, kubvira pakaiswa munhu panyika, rufaro rwavakaipa rupfupi. Kupembera kwavakang'ora ndekwechinguvana chete.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 20