Jobho 12:9-10
Jobho 12:9-10 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Chii pakati pazvo chisingazivi kuti ndiye Tenzi akazvisika? Upenyu hwechinhu chose chinofema huri mumaoko ake uye upenyu hwavanhu vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 12Jobho 12:9-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndechipiko pane zvose izvi chisingazivi kuti ruoko rwaJehovha rwakaita izvi? Upenyu hwezvisikwa zvose huri muruoko rwake, nokufema kwavanhu vamarudzi ose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 12Jobho 12:9-10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndianiko asingazivi pazvinhu izvi zvose, Kuti ndirwo ruoko rwaJehovha rwakaita izvi zvose? Mweya wezvipenyu zvose uri muruoko rwake, Nokufema kwavanhu vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 12