Jobho 12:7-8
Jobho 12:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Asi bvunza mhuka, uye dzichakudzidzisa, kana shiri dzedenga, idzo dzichakuudza; kana taura kunyika, ichakudzidzisa, kana hove dzegungwa ngadzikuzivise.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 12Jobho 12:7-8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi bvunzai henyu zvino mhuka, dzichakudzidzisai; Neshiri dzokudenga, dzichakuudzai; Kana taurai henyu nenyika, ichakudzidzisai; Nehove dzegungwa dzichakuparidzirai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 12Jobho 12:7-8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Pamwe ungade zvako kubvunza mhuka dzinotokudzidzisa kana kuti shiri dzedenga dzingatokutaurira, kana kuti utaure nezvinomera panyika zvichakufundisa, kana kuti hove dzegungwa dzichakutsanangurira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 12