Jobho 1:8-9
Jobho 1:8-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Jehovha akati kuna Satani, “Warangarira muranda wangu Jobho here? Hakuna munhu akafanana naye panyika, haana chaanopomerwa uye akarurama, munhu anotya Mwari uye anonzvenga chakaipa.” Satani akati, “Ko, Jobho anongotya Mwari pasina here?
Jobho 1:8-9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha akati kuna Satani, “Wacherekedza muranda wangu Jobho here? Nokuti hakuna munhu akafanana naye panyika, munhu akakwana, akarurama, anotya Mwari, achinzvenga zvakaipa.” Ipapo Satani akapindura Jehovha, akati, “Jobho anotya Mwari pasina here?
Jobho 1:8-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akati kuna Satani, “Wati wambofungisisa here nezvomuranda wangu Jobhu kuti hakuna akafanana naye panyika. Munhu akarurama, ari pachokwadi anotya Mwari uye anonzvenga uipi.” Satani akapindura Tenzi achiti, “Iye Jobhu anotya Mwari mahara here?
Jobho 1:8-9 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Jehova akati kunaSatani: Wacerekedza muranda waŋgu Jobo here? Nokuti hakunomunhu wakafanana naye panyika, munhu wakakwana, wakarurama, unotya Mŋari, acinɀeŋga ɀakaipa. Ipapo Satani akapindura Jehova, akati: Jobo unotya Mŋari pasina here?
Jobho 1:8-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)