Jobho 1:13
Jobho 1:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rimwe zuva vanakomana vaJobho navanasikana vake vakati vachidya uye vachinwa waini vari paimba yomukoma wavo mukuru
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 1Jobho 1:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino rimwe zuva vanakomana vake navanasikana vake vakati vachidya nokunwa waini paimba yomukuru wavo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 1Jobho 1:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Rimwe zuva zvakaitika kuti vanakomana navanasikana vake vakanga vari pakudya zvavo nokunwa waini mumba yomukomana wavo mukuru
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 1