Johani 9:35
Johani 9:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akanzwa kuti vakanga vamudzingira kunze, uye akati amuwana, akati kwaari, “Unotenda here kuMwanakomana woMunhu?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 9Johani 9:35 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akanzwa kuti vamudzingira kunze; akati amuwana, akati kwaari, “Iwe unotenda kuMwanakomana waMwari here?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 9Johani 9:35 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akazvinzwa kuti vamutandanisa. Paakamuona akamuti, “Unotenda here muna Mwanakomana womunhu?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 9