Johani 9:3
Johani 9:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akapindura akati, “Hakusi kutadza kwomurume uyu kana kwavabereki vake kwakaita kuti zvidai, asi izvi zvakaitika kuti basa raMwari riratidzwe muupenyu hwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 9Johani 9:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akapindura, akati, “Uyu haana kutadza, kunyange navabereki vake; asi izvi zvakaitwa kuti mabasa aMwari aoneswe maari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 9Johani 9:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akapindura achiti, “Haasi munhu uyu akatadza kana kuti vabereki vake, asi zvakaitirwa kuti mabasa aMwari aoneswe maari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 9