Johani 8:19
Johani 8:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo vakamubvunza vakati, “Baba vako varipiko?” Jesu akapindura akati, “Hamundizivi ini kana Baba vangu. Dai maindiziva mungadai maizivawo Baba vangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 8Johani 8:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vakati kwaari, “Baba vako varipiko?” Jesu akapindura, akati, “Hamundizivi ini, kunyange nababa vanguo; dai maindiziva ini, maizivawo nababa vangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 8Johani 8:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakati kwaari, “Ivo Baba vako varipiko?” Jesu akavapindura achiti, “Hamundizivi uye hamuzivi Baba vangu. Dai maindiziva mazivawo Baba vangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 8