Johani 6:12
Johani 6:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakati vadya vose, akati kuvadzidzi vake, “Unganidzai zvimedu zvose zvasara. Musarega zvichiraswa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 6Johani 6:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vakati vaguta, akati kuvadzidzi vake, “Unganidzai zvimedu zvakasara, kuti zvirege kurasika.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 6Johani 6:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pavakanga vaguta akati vadzidzi vake vaunganidze zvimedu zvakasara kuitira kuti pashaye nechinoraswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 6