Johani 5:30
Johani 5:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ini ndoga handigoni kuita chinhu; ndinongotonga sezvandinenge ndanzwa, uye kutonga kwangu kwakarurama, nokuti handitsvaki kuzvifadza asi iye akandituma.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 5Johani 5:30 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Handigoni kuita chinhu ndoga; ndinotonga sezvandinonzwa; kutonga kwangu kwakarurama, nokuti handitsvaki kuda kwangu, asi kuda kwoakandituma.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 5Johani 5:30 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hapana chandinogona kuita nokwangu ndoga. Sokunzwa kwandinenge ndaita kuna Baba ndiwo matongero andinoita; uye kutonga kwangu kwakarurama nokuti handitsvaki kuita kuda kwangu, asi kuda kwaiye akandituma.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 5