Johani 5:28-29
Johani 5:28-29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Musashamiswa pane izvi, kuti nguva inouya yokuti vose vari mumakuva avo vachanzwa inzwi rake uye vachamuka; vose vakaita zvakanaka vachamuka vachienda kuupenyu, uye avo vakaita zvakaipa vachamuka vachienda kukutongwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 5Johani 5:28-29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Musashamiswa naizvozvo; nokuti nguva inouya, nayo vose vari mumabwiro vachanzwa izwi rake, vachabuda; avo vakaita zvakanaka, kukumuka kwoupenyu, avo vakaita zvakaipa, kukumuka kwokutongwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 5Johani 5:28-29 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Musashamisike nezvizvi zvokuti nguva iri kuuya yokuti vose vari mumakuva vachanzwa izwi rake vagobudamo. Vakaita zvakarurama vachimukira upenyu, vanenge vakaita zvakaipa vachimukira kutongwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 5