Johani 4:6
Johani 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Tsime raJakobho raiva ipapo, uye Jesu, aneta sezvo akanga achibva parwendo, akagara pasi patsime ipapo. Yakanga iri nguva inenge yechitanhatu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 4Johani 4:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tsime raJakobho rakanga riripo. Zvino Jesu aneta nokufamba, ndokungogara zvake patsime. Yaiva nguva inenge yechitanhatu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 4Johani 4:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ipapo paiva netsime raJakobho naizvozvo Jesu zvaakanga aneta nerwendo rwake akagara pedyo netsime iroro. Yakanga iri nguva yokunge zuva rorova panhongonya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 4