Johani 3:30-31
Johani 3:30-31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Anofanira kuva mukuru; ini ndinofanira kudukupiswa. “Uyo anobva kumusoro ndiye ari pamusoro pavose; uyo anobva panyika ndowenyika, uye anotaura somunhu anobva panyika. Uyo anobva kudenga ndiye ari pamusoro pavose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3Johani 3:30-31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye anofanira kukura, asi ini ndinofanira kudukupiswa.” Anobva kumusoro ndiye uri pamusoro pavose; noanobva panyika ndowenyika, anotaura zvenyika; anobva kudenga ndiye ari pamusoro pavose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3Johani 3:30-31 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iye anofanira kukwirira ini ndinofanira kuderera. “Iye anobva kumusoro ari pamusoro pavose. Wapanyika ndewapanyika uye anotaura nezvapanyika; uyo anobva kudenga ari pamusoro pavose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3