Johani 3:29
Johani 3:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwenga ndowechikomba. Shamwari inoshandira chikomba inomira ichimunzwa uye inozara nomufaro painonzwa inzwi rechikomba. Mufaro uyo ndowangu, uye iye zvino wakwana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3Johani 3:29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ano mwenga ndiye muwani; asi shamwari yemuwani inomira ichimunzwa, inofara zvikuru nezwi romuwani. Naizvozvo kufara kwangu uku kwazadzika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3Johani 3:29 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Mwenga achichata ndewemuwani. Shamwari yomuwani inomira ichiteerera achitaura; inofara zvikuru kunzwa izwi romuwani. Saizvozvo rufaro rwanguwo rwazara kuti tuba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3