Johani 3:2
Johani 3:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akauya kuna Jesu usiku akati, “Rabhi, tinoziva kuti muri mudzidzisi akabva kuna Mwari. Nokuti hakuna munhu angagona kuita zviratidzo zvamunoita kana Mwari asinaye.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3Johani 3:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye akauya kwaari usiku, akati kwaari, “Rabhi, tinoziva kuti muri Mudzidzisi akabva kuna Mwari; nokuti hakuna munhu anogona kuita zviratidzo izvozvo zvamunoita, kana Mwari asiri naye.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3Johani 3:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Murume uyu akauya kuna Jesu nousiku akati kwaari, “Rabhi tinoziva kuti muri mudzidzisi wakabva kuna Mwari nokuti hakuna anogona kuita zviratidzo zvamunoita kunze kwokuti Mwari ainaye.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3