Johani 21:5
Johani 21:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akadanidzira kwavari akati, “Vana mune hove here?” Vakapindura vakati, “Kwete.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 21Johani 21:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jesu akati kwavari, “Vana, mune hove here?” Vakamupindura, vachiti, “Kwete.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 21Johani 21:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akati kwavari, “Nhai varume, pane chamabata chokusevesa here?” Vakamupindura vachiti, “Kwete.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 21