Johani 21:19
Johani 21:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akataura izvi achiratidza mafiro aizoita Petro achikudza Mwari. Ipapo akati kwaari, “Nditevere!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 21Johani 21:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
(Izvi akazvitaura kuratidza rufu rwaaizorumbidza narwo Mwari). Mushure mezvo akati kwaari, “Nditevere.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 21Johani 21:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akareva izvozvo, achifananidza kufa kwaaizokudza Mwari nako. Zvino akati areva izvozvo, akati kwaari, “Nditevere.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 21