Johani 20:16
Johani 20:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati kwaari, “Maria.” Akatendeukira kwaari akadanidzira nechiHebheru achiti, “Rabhi!” (kureva kuti Mudzidzisi).
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 20Johani 20:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akati kwaari, “Maria!” Iye akatendeuka, akati kwaari nechiHebheru, “Rabhoni;” ndokuti, “Mudzidzisi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 20Johani 20:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati kwaari, “Maria.” Akatendeukira kwaari akadanidzira nechiHebheru achiti, “Rabhi!” (kureva kuti Mudzidzisi).
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 20Johani 20:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akati kwaari, “Maria!” Iye akatendeuka, akati kwaari nechiHebheru, “Rabhoni;” ndokuti, “Mudzidzisi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 20Johani 20:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akati kwaari, “Maria!” Iye akabva atendeuka akati kwaari nechiHebheru, “Rabhoni” zvinoreva kuti, “Mudzidzisi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 20