Johani 2:23
Johani 2:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino paakanga ari muJerusarema paMutambo wePasika, vanhu vazhinji vakaona zviratidzo zvaakanga achiita vakatenda muzita rake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 2Johani 2:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino nguva yaakanga ari Jerusaremu pamutambo wePasika, vazhinji vakatenda kuzita rake, vachiona zviratidzo zvaaiita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 2Johani 2:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Paakanga ari muJerusaremu kumazuva makuru ePasika vazhinji vakatenda muzita rake pavakaona zviratidzo zvaaiita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 2