Johani 2:10
Johani 2:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
akati, “Munhu wose anotanga kubudisa waini inonaka chose, zvino shure kwokunge vanhu vakakokwa vanwa zvakanyanyisa, ipapo anozobudisa isinganaki; asi iwe wachengeta yakaisvonaka kusvikira zvino.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 2Johani 2:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
akati kwaari, “Munhu mumwe nomumwe anositanga abudisa waini yakanaka, neisinganaki kana vanwa kwazvo; asi iwe wachengeta waini yakanaka kusvikira zvino.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 2Johani 2:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
akati kwaari, “Vanhu vose vanotanga vapa vanhu waini yakanaka. Kana vachinge vanyatsonwa zvavo ndokwakuzovapa isina kunaka asi iwe wachengeta waini yakanaka kusvikira iye zvino.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 2