Johani 19:26
Johani 19:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati aona mai vake ipapo, uye mudzidzi waaida amire pedyo navo, akati kuna mai vake, “Mai, hoyu mwanakomana wenyu,”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 19Johani 19:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jesu akati achiona mai vake, nomudzidzi waaida, amirepo, akati kuna mai vake, “Mai tarirai, mwana wenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 19Johani 19:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu paakaona amai vake nomudzidzi wake wapamwoyo akamira pedyo, akati kuna amai vake, “Amai mwana wenyu uyu”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 19