Johani 17:14-15
Johani 17:14-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndakavapa shoko renyu uye nyika yakavavenga, nokuti havachisiri venyika sezvandisiri wenyika. Munyengetero wangu hausi wokuti muvabvise panyika asi kuti muvadzivirire pane akaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 17Johani 17:14-15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Ini ndakavapa shoko renyu nyika ikavavenga, nokuti havasi venyika, seni ndisi wenyika. Handinyengeteri kuti muvabvise panyika, asi kuti muvachengete panowakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 17Johani 17:14-15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Inini ndakavapa shoko renyu, pasi pakavavenga nokuti havasi vapasi pano sezvandisiriwo wapasi pano. Handisi kunamatira kuti muvabvise pasi pano asi kuti muvadzivirire kune wakaipa uya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 17