Johani 16:8-9
Johani 16:8-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana asvika achapa nyika mhosva pamusoro pechivi napamusoro pokururama nokutongwa: pamusoro pechivi, nokuti vanhu havatendi kwandiri
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 16Johani 16:8-9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Iye kana asvika achazivisa nyika pamusoro pezvivi, napamusoro pokururama, napamusoro pokutongwa; pamusoro pezvivi, nokuti havatendi kwandiri
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 16Johani 16:8-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Paanouya achazivisa nyika kuti ine mhosva yechitadzo uye kuti ine mhosva pamafungiro ayo nezvoururami uyewo kuti ine mhosva panezvokutonga. Panezve chitadzo, nokuti havadaviri mandiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 16