Johani 13:31-32
Johani 13:31-32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akati aenda, Jesu akati, “Zvino Mwanakomana woMunhu akudzwa uye Mwari akudzwa maari. Kana Mwari akudzwa maari, Mwari achakudza Mwanakomana maari uye achamukudza pakarepo.
Johani 13:31-32 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino akati abuda, Jesu akati, “Zvino Mwanakomana akudzwa maari; kana Mwari akudzwa maari, Mwari achamukudza iye maari, uchamukudza pakarepo.
Johani 13:31-32 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pakabuda Judhasi, Jesu akati, “Zvino Mwanakomana womunhu awaniswa mbiri uye maari Mwari anowaniswa mbiri. Kana Mwari awaniswa mbiri maari Mwariwo achamuwanisa mbiri maari iye pachake achibva amuwanisa mbiri iyoyo pakarepo.
Johani 13:31-32 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino wakati aɓuɗa, Jesu akati: Ɀino Mŋanakomana womunhu wakudzwa, naMŋari wakudzwa maari; kana Mŋari akudzwa maari, Mŋari ucamukudza iye maari, ucamukudza pakarepo.
Johani 13:31-32 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)