Johani 13:10
Johani 13:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akapindura akati, “Munhu anenge amboshamba muviri wose, anongoda bedzi kushamba tsoka dzake, muviri wake wose wakachena. Imi makachena, kunyange zvazvo musiri mose vakachena.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 13Johani 13:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akati kwaari, “Akashambidzwa muviri wose, anofanira woga kuti ashambidzwe tsoka dzake, zvino wanaka kwazvo; imi makanaka, asi hamusi mose.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 13Johani 13:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akamuti, “Munhu anenge ashamba muviri haana chaanofanira kushambazve kusiya tsoka dzake bedzi nokuti anenge akachena muviri wose. Imi makachena asi kwete mose.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 13