Johani 11:39
Johani 11:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akati, “Bvisai ibwe.” Marita, hanzvadzi yomurume akanga afa akati, “Asika, Ishe, pari zvino ava kunhuhwa, nokuti atova mazuva mana arimo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 11Johani 11:39 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akati, “Bvisai ibwe!” Marita, hanzvadzi yoakafa, akati kwaari, “Ishe, otonhuwa zvino, nokuti ava namazuva mana okufa kwake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 11Johani 11:39 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Marita, hanzvadzi yomufi, yakati kwaari, “Tenzi paari otonhuhwa nokuti atova namazuva mana akafa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 11