Johani 10:3
Johani 10:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Murindi anomuzarurira musuo, uye makwai anonzwa inzwi rake. Anodana makwai ake nezita agoatungamirira kunze.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 10Johani 10:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Murindi womusuo anomuzarurira iye, makwai anonzwa izwi rake, anodana makwai ake namazita awo, nokuaperekedzera kunze.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 10Johani 10:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Muchengeti wapasuo guru, anomuzarurira musuo; uye hwai dzinonzwa izwi rake. Anodaidza hwai dzake namazita achidzitungamirira kunze.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 10