Johani 10:13
Johani 10:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Anotiza nokuti muronzerwi chete uye haana hanya nehwai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 10Johani 10:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu uyu anotiza nokuti mushandi zvake uye haana hanya namakwai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 10Johani 10:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
anotiza, zvaari muranda; haana hanya namakwai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 10