Vatongi 16:1
Vatongi 16:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rimwe zuva Samusoni akaenda kuGaza, kwaakandoona chifeve. Akapinda usiku kuti andovata nacho.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 16Vatongi 16:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Samusoni wakaenda Gaza, akaonapo mukadzi waiva chifeve akapinda kwaari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 16Vatongi 16:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino Samusoni akazoenda kuGaza kwaakaona pfambi akatadza nayo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 16