Jakobho 1:7-8
Jakobho 1:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu uyu ngaarege kufunga kuti achagamuchira chinhu chipi zvacho kubva kuna She; munhu ane mwoyo miviri, anongoshanduka-shanduka mune zvose zvaanoita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1Jakobho 1:7-8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munhu uyu ngaarege kufunga kuti achazowana chinhu kuna Ishe; munhu, ane mwoyo miviri, anoshandukashanduka panzira dzake dzose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1Jakobho 1:7-8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu akadaro ngaarege kufunga kuti achawana chinhu chinobva kunaTenzi, nokuti munhu ane pfungwa mbiri, asina pake muna zvose zvaanoita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1