Jakobho 1:6
Jakobho 1:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi paanokumbira, anofanira kutenda asinganyunyuti, nokuti uyo anonyunyuta akaita sefungu regungwa, rinosundwa uye rinomutswa-mutswa nemhepo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1Jakobho 1:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi ngaakumbire nokutenda, asinganyunyuti napaduku; nokuti munhu anonyunyuta akaita sefungu regungwa rinosundwa nemhepo richimutswamutswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1Jakobho 1:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi ngaakumbire nechitendero asingakahadziki, nokuti munhu anokahadzika akafanana namasaisai egungwa anopeperetswa achiitwa suku nasai nemhepo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1