Jakobho 1:16-17
Jakobho 1:16-17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Musanyengerwa, hama dzangu dzinodikanwa. Chipo chose chakanaka uye chakakwana chinobva kumusoro kudenga, chinoburuka chichibva kuna Baba wezviedza zvokudenga, asingashanduki semimvuri inopinduka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1Jakobho 1:16-17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Musanyengerwa, hama dzangu dzinodikanwa. Zvipo zvose zvakanaka nezvipiwa zvose zvakakwana zvinobva kumusoro, zvichiburuka kuna Baba vezviedza, uyo asina kupinduka kana mumvuri wokushanduka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1Jakobho 1:16-17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Musanyengedzwe, hama dzangu dzadiwa. Chinhu chose chine munhu chakanaka nechipo chose chakaruramisisa chinobva kudenga kuna Baba vezviedza vasina mupindu kana mumvuri zvawo wokusanduka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1