Isaya 7:7
Isaya 7:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi zvanzi naIshe Jehovha: “ ‘Izvi hazvingamiri, hazvingaitiki, nokuti musoro weAramu iDhamasiko
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 7Isaya 7:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Izvozvi hazvingamiri, uye hazvingaitiki.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 7Isaya 7:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Izvi ndizvo zviri kurehwa naTenzi Mwari.’ Izvozvo hazvisi kuzombomira uye hazvizi kuzomboitika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 7