Isaya 49:1
Isaya 49:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinzwei, imi zviwi; inzwai izvi, imi ndudzi dziri kure; Jehovha akandidana ndisati ndaberekwa; kubva pakuzvarwa kwangu akataura zita rangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 49Isaya 49:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndinzwei, imi zvivi, teererai, imi marudzi avanhu ari kure, Jehovha akandidana ndiri muchizvaro, akareva zita rangu ndichiri mudumbu ramai vangu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 49Isaya 49:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nditeererei munzwe imi nyika dzokumahombekombe, munzwe imi ndudzi dzavanhu dzokurekure Tenzi akandidaidza ndichiri munhumbu akanditumidza zita ndiri munhumbu mamai vangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 49