Isaya 45:12
Isaya 45:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndini ndakaita nyika uye ndikasika vanhu vendudzi dzose pamusoro payo. Maoko angu pachangu akatatamura matenga; ndakarayira hondo dzawo dzose dzenyeredzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 45Isaya 45:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndakaita nyika, nokusika vanhu pamusoro payo; ini namaoko angu, ndakatatanura denga rose; ndakarayira hondo yose yaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 45Isaya 45:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndini ndakaita nyika ndikasika munhu pairi; ini namaoko angu ndini ndakatambanudza matenga uko nekokoko. Ndini ndakabata mumaoko gurusvusvu rezvose zvomudenga imomu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 45