Isaya 36:20
Isaya 36:20 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ndaʋapi pakati paʋamŋari ʋose ʋenyika idzi ʋakarwira nyika yaʋo paruʋoko rwaŋgu, ɀamunoti Jehova ucarwira Jerusarema paruʋoko rwaŋgu?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 36Isaya 36:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndavapi pakati pavamwari vendudzi dzose vakambogona kuponesa nyika dzavo kubva kwandiri? Ko, Jehovha achagona seiko kurwira Jerusarema muruoko rwangu?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 36Isaya 36:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndavapi pakati pavamwari vose venyika idzi vakarwira nyika yavo paruoko rwangu, zvamunoti Jehovha acharwira Jerusaremu paruoko rwangu?’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 36