Isaya 33:17
Isaya 33:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Meso ako achaona mambo pakunaka kwake; uye achatarira nyika yakakura kwazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 33Isaya 33:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Meso ako achaona mambo pakunaka kwake, achaona nyika yakakura kwazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 33Isaya 33:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Maziso ako achaona kuyevedza kwamambo, achaona nyika yakatandira nokoko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 33