VaHebheru 7:19
VaHebheru 7:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
(nokuti murayiro hauna kukwanisa chinhu), zvino tariro, inopfuura nokunaka, ikaiswapo, yatinoswedera nayo kuna Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 7VaHebheru 7:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
(nokuti murayiro hauna chinhu chawakaita kuti chive chakakwana), uye tariro iri nani inoziviswa, yatinoswededzwa nayo pedyo naMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 7VaHebheru 7:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
(nokuti murayiro hauna kukwanisa chinhu), zvino tariro, inopfuura nokunaka, ikaiswapo, yatinoswedera nayo kuna Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 7VaHebheru 7:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
(nokuti mutemo hauna chaunoruramisa) ukuwo uku kwakauya chitarisiro chitsva chiri nani chinotibatsira kuswedera kuna Mwari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 7