VaHebheru 12:17
VaHebheru 12:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti sezvamunoziva kuti pashure akati oda kugamuchira nhaka yokuropafadzwa, akarambwa. Nokuti haana kutendeuka, kunyange zvake akatsvaka mukomborero uyo nemisodzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 12VaHebheru 12:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti munoziva kuti achizoda hake pashure kugara nhaka yokuropafadzwa, akarambwa; nokuti haana kuwana nguva yokutendeuka, kunyange akaitsvaka zvikuru nemisodzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 12VaHebheru 12:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Sezvamunoziva kuti mushure, paakanga oda kuwana nhaka yamakomborero, akarambwa nokuti akashaya nguva yokusandura mwoyo nyangwe akaitsvaka nemisodzi padama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 12