VaHebheru 12:11-12
VaHebheru 12:11-12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino kuranga kwose, kana kuchaitwa, kwakaita sokusingafadzi, kunochemedza; asi pashure kunoberekera ivo, vakadzidziswa nako, zvibereko zvorugare, ndizvo zvibereko zvokururama. Saka simbisaizve maoko akarembera pasi, namabvi anoshaiwa simba
VaHebheru 12:11-12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hakuna kurangwa kunofadza panguva yacho, asi kuti kunorwadza. Asi, zvisinei, pashure kunobereka gohwo rokururama norugare kuna avo vakadzidziswa nako. Naizvozvo, simbisai maoko akaneta namabvi anoshayiwa simba.

VaHebheru 12:11-12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Panguva iyoyo kurangwa kwose kunorwadza panze pokufadza asi pashure kunoberekera vadzidziswa nako muchero worugare wokururama. Naizvozvo chisimudzai maoko enyu akarengwendeka, mugwinyise mabvi enyu asina simba.
VaHebheru 12:11-12 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino kuraŋga kwose, kana kucaitwa, kwakaita sokusiŋgafadzi, kunocemedza; asi pashure kunoɓerekera iʋo, ʋakadzidziswa nako, ɀiɓereko ɀorugare, ndiɀo ɀiɓereko ɀokururama. Saka simbisai ɀe maʋoko akarembera pasi, namabvi anoshaiwa simba
VaHebheru 12:11-12 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)