VaHebheru 11:16
VaHebheru 11:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi vakanga vachishuva nyika yakanaka, iyo yokudenga. Naizvozvo Mwari haana nyadzi pamusoro pavo kuti anzi Mwari wavo, nokuti akavagadzirira guta.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 11VaHebheru 11:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi zvino vanoda imwe inopfuura nokunaka, ndiyo yokudenga; naizvozvo Mwari haana nyadzi pamusoro pavo kuti aidzwe Mwari wavo; nokuti wakavagadzirira guta.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 11VaHebheru 11:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi sezvazviri vari kutosuwira nyika iri nani zvichireva nyika yokudenga. Ndokusaka Mwari asinganyari kunzi Mwari wavo nokuti akavagadzirira guta.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 11